Mapisarema 88:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Nokuti mweya wangu uzere nokutambudzika, uye upenyu hwangu hwaswedera pedyo neguva. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Nokuti mŋeya waŋgu uzere namaɗambudziko, Ʋupenyu bgaŋgu bgosweɗera kuSheori. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Nokuti mweya wangu uzere namadambudziko, Upenyu hwangu hwoswedera kuSheori. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 nokuti ndiri kutambura zvikuru ndavakutosvika kunzvimbo yavakafa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 nokuti ndiri kutambura zvikuru ndavakutosvika kunzvimbo yavakafa. Ver Capítulo |