Mapisarema 87:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 “Ndichanyora nezvaRahabhi neBhabhironi pakati pavanondiziva, neFiristiawo neTire, pamwe chete neEtiopia, uye vachati, ‘Uyu akaberekerwa muZioni.’ ” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Rahabi neBabironi ndicati ʋari pakati paʋanondiziʋa; Tarirai, Firistia, neTire, neEtiopia; Munhu uyu wakaɀarirwa’ko. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Rahabhi neBhabhironi ndichati vari pakati pavanondiziva; “Tarirai, Firisitia, neTire, neItiopia; Munhu uyu akazvarirwako.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ndingagone kudoma veRahabhu neveBhabhironi kwoti veFirisitia neveTire nevekuItiopia pakati pavanondiziva zvichatonzi, “Uyu newoyo akaberekwa imomo.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ndingagone kudoma veRahabhu neveBhabhironi kwoti veFirisitia neveTire nevekuItiopia pakati pavanondiziva zvichatonzi, “Uyu newoyo akaberekwa imomo.” Ver Capítulo |