Mapisarema 86:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Imi munokanganwira uye makanaka, imi Ishe, muzere norudo kuna vose vanodana kwamuri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti imi, Ishe, makanaka, munofarira kukaŋganwira, Muneŋgoni zhinji kunaʋose ʋanoɗana kwamuri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti imi, Ishe makanaka, munofarira kukanganwira, Mune ngoni zhinji kuna vose vanodana kwamuri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 nokuti imi, TENZI, makanaka uye munoregerera, munoitira mwoyochena vakawanda kuna vanodana kwamuri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 nokuti imi, TENZI, makanaka uye munoregerera, munoitira mwoyochena vakawanda kuna vanodana kwamuri. Ver Capítulo |