Mapisarema 86:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ndipei chiratidzo chokunaka kwenyu, kuti vavengi vangu vazvione vagonyadziswa, nokuti imi Jehovha makandibatsira uye mukandinyaradza. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ndiratidzei ciratidzo mundiitire ɀakanaka; Kuti ʋanondiʋeŋga ʋaɀiʋone, ʋanyadziswe; Nokuti imi Jehova, makandiɓatsira nokundinyaradza. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 Ndiratidzei chiratidzo mundiitire zvakanaka; Kuti vanondivenga vazvione, vanyadziswe; Nokuti imi Jehovha, makandibatsira nokundinyaradza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Ndiitireiwo chinoratidza kuti munofadzwa neni kuitira kuti vanondivenga vazvione vanyadziswe, nokuti imi TENZI munondibatsira nokundinyaradza. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 Ndiitireiwo chinoratidza kuti munofadzwa neni kuitira kuti vanondivenga vazvione vanyadziswe, nokuti imi TENZI munondibatsira nokundinyaradza. Ver Capítulo |