Mapisarema 85:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Makakanganwira kutadza kwavanhu venyu, uye mukafukidza zvivi zvavo zvose. Sera Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Makakaŋganwira kutadza kwaʋanhu ʋenyu, Makafukidza ɀiʋi ɀaʋo ɀose. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 Makakanganwira kutadza kwavanhu venyu, Makafukidza zvivi zvavo zvose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Makaregerera vanhu venyu uipi hwavo mukavakanganwira zvivi zvavo zvose. Dzepfunde Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 Makaregerera vanhu venyu uipi hwavo mukavakanganwira zvivi zvavo zvose. Dzepfunde Ver Capítulo |