La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 85:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Chokwadi, Jehovha achapa zvinhu zvakanaka, uye nyika yedu ichabereka mukoho wayo.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀirokwaɀo, Jehova ucapa ɀinhu ɀakanaka; Nyika yeɗu icaɓereka ɀiɓereko ɀayo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvirokwazvo, Jehovha uchapa zvinhu zvakanaka; Nyika yedu ichabereka zvibereko zvayo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 TENZI achapawo zvakanaka; nyika yedu ichaberekawo zvakawanda.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 TENZI achapawo zvakanaka; nyika yedu ichaberekawo zvakawanda.

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 85:12

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios