Mapisarema 84:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Nokuti Jehovha Mwari ndiye zuva nenhoo; Jehovha anopa nyasha nokukudzwa; hapana chinhu chakanaka chaanganyima avo vanofamba zvakarurama. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nokuti Jehova Mŋari izuʋa nenhoʋo; Jehova ucapa nyasha nokukudzwa; Hapanecinhu cakanaka caaŋganyima ʋanofamba nokururama. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Nokuti Jehovha Mwari izuva nenhoo; Jehovha achapa nyasha nokukudzwa; Hapana chinhu chakanaka chaanganyima vanofamba nokururama. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Nokuti Mwari izuva nenhoo, anoitira munhu mwoyochena uye anovasimudzira. TENZI hapana chaanonyima munhu anofamba pachokwadi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Nokuti Mwari izuva nenhoo, anoitira munhu mwoyochena uye anovasimudzira. TENZI hapana chaanonyima munhu anofamba pachokwadi. Ver Capítulo |