La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 82:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 “Havana chavanoziva, havana chavanonzwisisa. Vanongofamba-famba murima; nheyo dzose dzenyika dzinozungunuswa.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Haʋaziʋi, haʋanzwisisi; Ʋanofamba‐famba murima; Nheyo dzose dzapasi dzinozunuŋguka.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Havazivi, havanzwisisi; Vanofamba-famba murima; Nheyo dzose dzapasi dzinozununguka.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 “Havana ruzivo kana runzwisiso, vanofamba murima ugaro hwose hwenyika huri kuzunguzika.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 “Havana ruzivo kana runzwisiso, vanofamba murima ugaro hwose hwenyika huri kuzunguzika.

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 82:5

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios