Mapisarema 82:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Mwari anogara paungano huru; anotonga pakati pa“vamwari” achiti, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Mŋari unomira paʋuŋgano yaMŋari; Unotoŋga pakati paʋamŋari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Mwari anomira paungano yaMwari; Anotonga pakati pavamwari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mwari agara pachigaro chake chokutonga, mudare rake, achitonga pakati pavamwari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mwari agara pachigaro chake chokutonga, mudare rake, achitonga pakati pavamwari. Ver Capítulo |