Mapisarema 81:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Akachisimbisa somutemo wakanyorwa waJosefa panguva yaakandorwa neIjipiti, uko kwatakanzwa mutauro watakanga tisinganzwisisi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Wakaɀitema munaJosefa kuti ciʋe cipupuriro, Paŋguʋa yaakandorwa nenyika yeEgipita; Pandakanzwa rurimi rwandakaŋga ndisiŋgaziʋi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Wakazvitema muna Josefa kuti chive chipupuriro, Panguva yaakandorwa nenyika yeIjipiti; Pandakanzwa rurimi rwandakanga ndisingazivi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Akatemera mutemo muna Josefi paakaenda kundorwisa Ijipiti ndakanzwa izwi randisati ndambonzwa, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Akatemera mutemo muna Josefi paakaenda kundorwisa Ijipiti ndakanzwa izwi randisati ndambonzwa, Ver Capítulo |