Mapisarema 80:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Makaukurira nzvimbo, uye ukava nemidzi ukazadza nyika. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Makaugadzirira, Ukaɓata kwaɀo, ukazadza nyika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Makaugadzirira, Ukabata kwazvo, ukazadza nyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Makaugoborera ukadzika midzi yawo ukazadza nyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Makaugoborera ukadzika midzi yawo ukazadza nyika. Ver Capítulo |