Mapisarema 80:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Makavapa chingwa chemisodzi kuti vadye; makaita kuti vanwe misodzi yakawanda. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Makaʋadyisa ɀokudya ɀemisodzi, Nokuʋanwisa misodzi yakawanda kwaɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Makavadyisa zvokudya zvemisodzi, Nokuvanwisa misodzi yakawanda kwazvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kuchema ndiko kwava chokudya chavo, makavapa misodzi kuti vanwe zvokutogondwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Kuchema ndiko kwava chokudya chavo, makavapa misodzi kuti vanwe zvokutogondwa. Ver Capítulo |