Mapisarema 80:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Wakatandavadza matavi awo kusvikira kuGungwa, namabukira awo kusvikira kuRwizi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Wakatandisa mataʋi awo kuȿikira paguŋgwa, Namashizha awo kuȿikira kuRwizi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Wakatandisa matavi awo kusvikira pagungwa, Namashizha awo kusvikira kuRwizi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Mapazi awo akatandavara kusvika kugungwa uye mabukira awo akasvika kurwizi rweYufuretesi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Mapazi awo akatandavara kusvika kugungwa uye mabukira awo akasvika kurwizi rweYufuretesi. Ver Capítulo |