Mapisarema 78:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo vachavimba naMwari wavo uye havangazokanganwi mabasa ake asi vachazochengeta mirayiro yake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Kuti tariro yaʋo iʋe kunaMŋari, Ʋarege kukaŋganwa maɓasa aMŋari, Asi ʋaceŋgete mirairo yake; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Kuti tariro yavo ive kuna Mwari, Varege kukanganwa mabasa aMwari, Asi vachengete mirairo yake; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 kuti vaise chivimbo chavo muna Mwari varege kukanganwa mabasa aMwari, asi kuti vachengete mitemo yake Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 kuti vaise chivimbo chavo muna Mwari varege kukanganwa mabasa aMwari, asi kuti vachengete mitemo yake Ver Capítulo |