La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 78:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 nokuti havana kutenda muna Mwari kana kuvimba nokurwira kwake.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Nokuti haʋana‐kutenda Mŋari, Haʋana‐kuʋimba nokuponesa kwake.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Nokuti havana kutenda Mwari, Havana kuvimba nokuponeswa kwake.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 nokuti vakanga vasingatendeseki naMwari, havana kuvimba nesimba rake rokununura.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 nokuti vakanga vasingatendeseki naMwari, havana kuvimba nesimba rake rokununura.

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 78:22

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios