Mapisarema 7:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Jehovha ngaatonge marudzi. Nditongei, imi Jehovha, zvakafanira kururama kwangu, zvakafanira kukwaniswa kwangu, imi Wokumusoro-soro. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Jehova unotoŋga ndudzi dzaʋanhu; Nditoŋgei Jehova sokururama kwaŋgu, ʋuye neɀokwaɗi iri mandiri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Jehovha anotonga ndudzi dzavanhu; Nditongei Jehovha sokururama kwangu, uye nezvokwadi zviri mandiri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 TENZI ndiye anotonga marudzi avanhu. TENZI ratidzai kuti ndakarurama uye kuti ndiri pachokwadi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 TENZI ndiye anotonga marudzi avanhu. TENZI ratidzai kuti ndakarurama uye kuti ndiri pachokwadi. Ver Capítulo |