La Biblia Online

- Anuncios -




Mapisarema 7:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Iye ane mimba yezvakaipa akatakura mimba yokutambudzika achabereka nhema.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Tarira, unotambudzika pakuɓereka ɀakaipa; Ɀirokwaɀo, wakaʋa nemimba yeɀakashata, akaɓereka nhema.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Tarira, anotambudzika pakubereka zvakaipa; Zvirokwazvo, akava nemimba yezvakashata, akabereka nhema.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Wakaipa anofunga zvakaipa agoti shutu kuzara nomusikanzwa ozoburitsa nhema.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Wakaipa anofunga zvakaipa agoti shutu kuzara nomusikanzwa ozoburitsa nhema.

Ver Capítulo Copiar




Mapisarema 7:14

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios