Mapisarema 4:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Zivai kuti Jehovha akazvitsaurira vanomuda; Jehovha achandinzwa pandinodana kwaari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Asi ziʋai kuti Jehova wakaɀitsaurira munhu unomuɗa: Jehova ucanzwa kana ndiciɗana kwaari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Asi zivai kuti Jehovha akazvitsaurira munhu anomuda, Jehovha achanzwa kana ndichidana kwaari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Asi zivai kuti TENZI akazvitsaurira vakarurama. TENZI anondinzwa pandinodana kwaari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Asi zivai kuti TENZI akazvitsaurira vakarurama. TENZI anondinzwa pandinodana kwaari. Ver Capítulo |