Mapisarema 2:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Tsvodai Mwanakomana, kuti arege kutsamwa mukazoparadzwa munzira yenyu, nokuti hasha dzake dzingakurumidza kumuka. Vakaropafadzwa vose vanovanda maari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ȿetai mŋanakomana, arege kutsamŋa, mufire panzira, Nokuti hasha dzake dziŋgakurumidza kumuka. Ʋakakomborerwa ʋose ʋanoʋimba naye. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 Tsvodai mwanakomana, arege kutsamwa, mufire panzira, Nokuti hasha dzake dzingakurumidza kumuka. Vakakomborerwa vose vanovimba naye. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 mudederei pamunomuremekedza. Angadaro akashatirwa mukaparara munzira nokuti haatane kushatirwa. Vakakomborerwa zvavo vanopotera maari.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona12 mudederei pamunomuremekedza. Angadaro akashatirwa mukaparara munzira nokuti haatane kushatirwa. Vakakomborerwa zvavo vanopotera maari.” Ver Capítulo |