La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 9:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Akati ataura izvozvo, akapfira mate pasi, akakanya dope namate, uye akariisa pameso omurume uya.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Wakati areʋa iɀoɀo, akapfira mate pasi, akakanya ɗope namate, akazodza ɗope rawo pameso ake,

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Akati areva izvozvo, akapfira mate pasi, akakanya dope namate, akazodza dope pameso pake,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Paakataura izvi akasvipira pasi, akakanya tudhaka ndokutwuisa pamaziso omunhu uya

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Paakataura izvi akasvipira pasi, akakanya tudhaka ndokutwuisa pamaziso omunhu uya

Ver Capítulo Copiar




Johane 9:6

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios