Johane 9:39 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Jesu akati, “Kutonga ndiko kwandakavinga munyika ino, kuitira kuti mapofu aone uye avo vanoona vave mapofu.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Jesu akati: Kutoŋga ndiko kwandaʋuyira panyika ino, kuti ʋasiŋgaʋoni, ʋaʋone; naʋanoʋona ʋaʋe mapofu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200239 Jesu akati, “Kutonga ndiko kwandauyira panyika ino, kuti vasingaoni, vaone; navanoona vave mapofu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Jesu ndokubva ati: “Ndakauya kuti vanhu vazvitongese kuti vasingaoni vaone uye kuti vanoona varege kuona.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona39 Jesu ndokubva ati: “Ndakauya kuti vanhu vazvitongese kuti vasingaoni vaone uye kuti vanoona varege kuona.” Ver Capítulo |