La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 9:38 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

38 Ipapo murume uya akati, “Ishe, ndinotenda,” akabva amunamata.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

38 Ipapo akati: Ndinotenda, Ishe. Akamunamata.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

38 Ipapo akati, “Ndinotenda, Ishe.” Akamupfugamira.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

38 Iye akati, “Tenzi ndinotenda,” akabva amugwadamira.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

38 Iye akati, “Tenzi ndinotenda,” akabva amugwadamira.

Ver Capítulo Copiar




Johane 9:38

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios