Johane 9:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Dai murume uyu asina kubva kuna Mwari, haaigona kuita chinhu.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ƌai uyu asati ari waMŋari, haazaigona kuita cinhu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200233 Dai uyu asati ari waMwari, haasaigona kuita chinhu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Dai munhu uyu anga asingabvi kuna Mwari hapana chaaikwanisa kuita.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona33 Dai munhu uyu anga asingabvi kuna Mwari hapana chaaikwanisa kuita.” Ver Capítulo |