Johane 9:31 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Tinoziva kuti Mwari haanzwi vatadzi. Anonzwa munhu anomutya uye anoita kuda kwake. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Tinoziʋa kuti Mŋari haanzwi ʋatadzi; asi kana munhu acishumira Mŋari, aciita kuɗa kwake, unomunzwa iye. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200231 Tinoziva kuti Mwari haanzwi vatadzi; asi kana munhu achishandira Mwari, achiita kuda kwake, anomunzwa iye. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Tinoziva kuti Mwari haateeri vatadzi, asi kana munhu ari munamati waMwari, uye achiita kuda kwake, Mwari anomunzwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona31 Tinoziva kuti Mwari haateeri vatadzi, asi kana munhu ari munamati waMwari, uye achiita kuda kwake, Mwari anomunzwa. Ver Capítulo |