Johane 9:15 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Naizvozvo vaFarisi vakamubvunzawo kuti akasvinudzwa sei. Murume uya akapindura akati, “Azora dope pameso angu uye ndikandoshamba, zvino ndava kuona.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino ʋaFarise ʋakamubvunza ɀe, kuti wakaʋoneswa sei. Akati kwaʋari: Wakaisa ɗope pameso aŋgu, ndikandoshamba, ndikaʋona. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Zvino vaFarisi vakamubvunzazve, kuti wakaoneswa sei. Akati kwavari, “Akaisa dope pameso pangu, ndikandoshamba, ndikaona.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 VaFarisei vakamubvunzazve kuti aoneswa sei. Iye akavati aisa tudhaka pamaziso angu ndikashamba, zvino ndava kuona. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 VaFarisei vakamubvunzazve kuti aoneswa sei. Iye akavati aisa tudhaka pamaziso angu ndikashamba, zvino ndava kuona. Ver Capítulo |