La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 8:49 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

49 Jesu akati, “Handina kubatwa nedhimoni ini, asi ndinokudza Baba vangu uye imi munondizvidza.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

49 Jesu akapindura, akati: Handinomŋeya wakaipa, asi ndinokudza Ƃaɓa ʋaŋgu, ɀino imi mondiɀidza.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

49 Jesu akapindura, akati, “Handina mweya wakaipa, asi ndinokudza baba vangu, zvino imi mondizvidza.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

49 Jesu akapindura achiti, “Ini handina mweya wakaipa. Ini ndinoremekedza Baba vangu asi imi munondishora.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

49 Jesu akapindura achiti, “Ini handina mweya wakaipa. Ini ndinoremekedza Baba vangu asi imi munondishora.

Ver Capítulo Copiar




Johane 8:49

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios