La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 8:35 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Zvino muranda haagari mumhuri nokusingaperi, asi mwanakomana ndiye anogaramo nokusingaperi.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Muranda haagari mumba nokusiŋgaperi; mŋanakomana ndiye unogara nokusiŋgaperi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Muranda haagari mumba nokusingaperi; mwanakomana ndiye anogara nokusingaperi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Mumhuri, muranda mupfuuri chete, asi mwana ndewemo nokusingaperi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Mumhuri, muranda mupfuuri chete, asi mwana ndewemo nokusingaperi.

Ver Capítulo Copiar




Johane 8:35

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios