Johane 8:25 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Vakati kwaari, “Ndiwe aniko?” Jesu akapindura akati, “Izvozvo zvandanguri ndataura kare kuti ndini iye. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ɀino ʋakati kwaari: Iwe ndiwe aniko? Jesu akati kwaʋari: Iɀo ɀandinoŋgoramba ndicikuʋudzai kubva pakutaŋga. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200225 Zvino vakati kwaari, “Iwe ndiwe aniko?” Jesu akati kwavari, “Izvo zvandinongoramba ndichikuudzai kubva pakutanga. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Vakati kwaari, “Iwe ndiwe ani iwe?” Jesu akati kwavari, “Handiti ndizvo zvandambokutaurirai pakutanga. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona25 Vakati kwaari, “Iwe ndiwe ani iwe?” Jesu akati kwavari, “Handiti ndizvo zvandambokutaurirai pakutanga. Ver Capítulo |