La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 8:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Panguva dzamambakwedza akazviratidzazve mutemberi, vanhu vakamuunganira, uye akagara pasi kuti avadzidzise.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Maŋgwanani akadzokera ɀe kutembere, ʋanhu ʋose ʋakaʋuya kwaari; akagara pasi akaʋadzidzisa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Mangwanani akadzokerazve kutemberi, vanhu vose vakauya kwaari; akagara pasi akavadzidzisa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Mangwanani ngwanani, akaendazve kuTemberi. Vanhu vose vakauya kwaari akagara pasi achivadzidzisa.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Mangwanani ngwanani, akaendazve kuTemberi. Vanhu vose vakauya kwaari akagara pasi achivadzidzisa.

Ver Capítulo Copiar




Johane 8:2

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios