La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 7:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Jesu akati kwavari, “Ndinongova nemi kwechinguva chiduku, uye mushure maizvozvo ndichazoenda kuna iye akandituma.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ipapo Jesu akati kwaʋari: Ndiciri nemi ŋguʋa ɗuku, ndigoenda kunowakandituma.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Ipapo Jesu akati kwavari, “Ndichiri nemi nguva duku, ndigoenda kune akandituma.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Jesu akati, “Ndichangova nemi kwekanguva kadiki; ndozodzokera kune wakandituma.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Jesu akati, “Ndichangova nemi kwekanguva kadiki; ndozodzokera kune wakandituma.

Ver Capítulo Copiar




Johane 7:33

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios