La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 7:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Ipapo vakaedza kumubata, asi hapana munhu akaisa ruoko paari, nokuti nguva yake yakanga ichigere kusvika.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Naiɀoɀo ʋakatȿaka kumuɓata, asi kwakaŋga kusinomunhu wakaisa ruʋoko kwaari, nokuti ŋguʋa yake yakaŋga isati yaȿika.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Naizvozvo vakatsvaka kumubata, asi kwakanga kusina munhu akaisa ruoko kwaari, nokuti nguva yake yakanga isati yasvika.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Naizvozvo vakada kumusunga. Asi hapana akambomubata nokuti nguva yake yakanga isati yasvika.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Naizvozvo vakada kumusunga. Asi hapana akambomubata nokuti nguva yake yakanga isati yasvika.

Ver Capítulo Copiar




Johane 7:30

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios