La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 7:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Hoyu ari pano, ari kutaura zvake pachena, uye havatauri kana shoko kwaari. Ko, vakuru vatenderana kanhi kuti ndiye Kristu?

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Tarirai, unotaura pacena, ʋasiŋgareʋi cinhu kwaari. Ko ʋakuru ʋanoziʋa kwaɀo kanhi kuti ndiye Kristu?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Tarirai, anotaura pachena, vasingarevi chinhu kwaari. Ko vakuru vanoziva kwazvo kanhi kuti ndiye Kristu?

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 asi hapana chavari kutaura kwaari, zvinoreva here kuti vakuru vakuru vava kunyatsoziva kuti uyu ndiye Mesia.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 asi hapana chavari kutaura kwaari, zvinoreva here kuti vakuru vakuru vava kunyatsoziva kuti uyu ndiye Mesia.

Ver Capítulo Copiar




Johane 7:26

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios