Johane 7:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Vanhu vazhinji vakapindura vakati, “Une dhimoni iwe. Ndianiko anoda kukuuraya?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋanhu ʋazhinji ʋakapindura, ʋaciti: Unomŋeya wakaipa iwe; ndianiko unotȿaka kukuʋuraya? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Vanhu vazhinji vakapindura, vachiti, “Uno mweya wakaipa iwe; ndianiko anotsvaka kukuuraya?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vanhu vakamupindura vachiti, “Une mweya wakaipa iwe! Ndiani arikuda kukuuraya?” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Vanhu vakamupindura vachiti, “Une mweya wakaipa iwe! Ndiani arikuda kukuuraya?” Ver Capítulo |