Johane 7:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Uyo anotaura zvake anoita izvozvo kuti azviwanire kukudzwa, asi uyo anoshandira kukudzwa kwaiye akamutuma ndiye munhu wechokwadi; hapana zvokunyengera paari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Unoɀitaurira, unotȿaka kukudzwa kwake; asi unotȿaka kukudzwa kwowakamutuma, ndiye waɀokwaɗi, hapanakusarurama maari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 “Anozvitaurira, anotsvaka kukudzwa kwake; asi anotsvaka kukudzwa kwoakamutuma, ndiye wechokwadi, hapana kusarurama maari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Kana munhu achitaura zvomusoro wake anotsvaka mbiri yake asi munhu anotsvaka mbiri youyo anenge amutuma ari pachokwadi uye maari hamuna unyengedzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 Kana munhu achitaura zvomusoro wake anotsvaka mbiri yake asi munhu anotsvaka mbiri youyo anenge amutuma ari pachokwadi uye maari hamuna unyengedzi. Ver Capítulo |