La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 6:52 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

52 Ipapo vaJudha vakatanga kukakavadzana zvikuru pakati pavo vachiti, “Munhu uyu angatipa nyama yake kuti tiidye seiko?”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

52 Ɀino ʋaJuda ʋakakakaʋara pakati paʋo, ʋaciti: Munhu uyu uŋgatipa seiko nyama yake, tidye?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

52 Zvino vaJudha vakakakavara pakati pavo, vachiti, “Munhu uyu angatipa seiko nyama yake, tidye?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

52 VaJudha vakaitirana nharo pachavo vachiti, “Munhu uyu angatipe sei nyama yake kuti tidye?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

52 VaJudha vakaitirana nharo pachavo vachiti, “Munhu uyu angatipe sei nyama yake kuti tidye?”

Ver Capítulo Copiar




Johane 6:52

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios