La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 6:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Ipapo vakamubvunza vakati, “Tinofanira kuita seiko kuti tiite mabasa anodikanwa naMwari?”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Ɀino ʋakati kwaari: Ticaiteiko, kuti tiɓate maɓasa aMŋari?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Zvino vakati kwaari, “Tichaiteiko, kuti tibate mabasa aMwari?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Ivo ndokuti kwaari, “Chii chatingaite kuti tishande mabasa aMwari?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Ivo ndokuti kwaari, “Chii chatingaite kuti tishande mabasa aMwari?”

Ver Capítulo Copiar




Johane 6:28

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios