Johane 6:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Nguva yamadekwana yakati yasvika, vadzidzi vake vakaburuka vakaenda kugungwa, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino aʋa maɗekwana, ʋadzidzi ʋake ʋakaɓurukira kuguŋgwa; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 Zvino ava madekwana, vadzidzi vake vakaburukira kugungwa; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ava madeko, vadzidzi vake vakadzika kugungwa Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ava madeko, vadzidzi vake vakadzika kugungwa Ver Capítulo |