La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 6:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Jesu akati, “Itai kuti vanhu vagare pasi.” Panzvimbo iyo pakanga pano uswa huzhinji kwazvo, uye varume vakagara pasi vakanga vachikarosvika zviuru zvishanu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Jesu akati: Garisai ʋanhu pasi. Ɀino kwakaŋga kunoʋuswa bguzhinji ipapo. Naiɀoɀo ʋarume ʋakagara pasi, kuwanda kwaʋo kuneŋge ɀuru ɀishanu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Jesu akati, “Garisai vanhu pasi.” Zvino kwakanga kuno uswa huzhinji ipapo. Naizvozvo varume vakagara pasi, kuwanda kwavo kunenge zviuru zvishanu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Jesu akati itii vanhu vagare pasi. Ipapo pakanga paine uswa hwakawanda. Varume vakagara pasi vainge zviuru zvishanu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Jesu akati itii vanhu vagare pasi. Ipapo pakanga paine uswa hwakawanda. Varume vakagara pasi vainge zviuru zvishanu.

Ver Capítulo Copiar




Johane 6:10

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios