La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 5:6 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

6 Jesu akati amuona avete imomo, uye aiziva kuti akanga aita mararamiro iwayo kwenguva refu, akamubvunza akati, “Unoda kuporeswa here?”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 Jesu wakati aʋona munhu uyo aʋete pasi, ɀaaiziʋa kuti wakaŋga akaɗaro ŋguʋa huru, akati kwaari: Unoɗa kuporeswa here?

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

6 Jesu akati aona munhu uyo avete pasi, zvaaiziva kuti akanga akadaro nguva refu, akati kwaari, “Unoda kuporeswa here?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 Jesu paakamuona akati rabada uye achiziva kuti akanga akadai kwenguva ndefu, akamuti, “Unoda kuporeswa here?”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 Jesu paakamuona akati rabada uye achiziva kuti akanga akadai kwenguva ndefu, akamuti, “Unoda kuporeswa here?”

Ver Capítulo Copiar




Johane 5:6

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios