Johane 5:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Mumwe murume akanga arimo akanga arwara kwamakore makumi matatu namasere. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino kwaiʋa’po mumŋe munhu, wakaŋga aɓatwa nokurwara kwake makore makumi matatu namasere. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Zvino kwaivapo mumwe munhu, akanga abatwa nokurwara kwake makore makumi matatu namasere. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ipapo paiva nomumwe murume akarwara kwamakore makumi matatu ana masere. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Ipapo paiva nomumwe murume akarwara kwamakore makumi matatu ana masere. Ver Capítulo |