Johane 5:44 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi44 Mungatenda seiko kana muchikudzana pachenyu asi musingashingairiri kuwana kurumbidzwa kunobva kuna Mwari oga? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)44 Muŋgatenda seiko imi, iyemi munogamucira kukudzwa mumŋe kunomumŋe, asi kukudzwa kunobva kunaMŋari, uri oga, hamukutȿaki? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200244 Mungatenda seiko imi, iyemi munogamuchira kukudzwa mumwe kune mumwe, asi kukudzwa kunobva kuna Mwari, ari oga, hamukutsvaki? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika44 Mungatenda sei imi munofarira kurumbidzana, musingatsvaki mbiri inobva kuna Mwari mumwechete. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona44 Mungatenda sei imi munofarira kurumbidzana, musingatsvaki mbiri inobva kuna Mwari mumwechete. Ver Capítulo |