La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 5:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Nguva nenguva mutumwa waShe aiburukiramo achibvongodza mvura. Munhu aitanga kupinda mudziva shure kwenguva ipi zvayo yainge yabvongodzwa mvura aiporeswa pachirwere chipi zvacho chaainge anacho.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Nokuti mutumŋa waiɓurukira mudziʋa iro neimŋe ŋguʋa, acibvoŋgodza mvura; ɀino uyo waitaŋga kupinda mumvura yabvoŋgodzwa waiporeswa, kunyaŋge akaŋga akaɓatwa nokurwara kupi nokupi.]

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Nokuti mutumwa waiburukira mudziva iro neimwe nguva, achibvongodza mvura; zvino uyo aitanga kupinda mumvura yabvongodzwa aiporeswa, kunyange akanga akabatwa nokurwara kupi nokupi.]

Ver Capítulo Copiar




Johane 5:4

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios