Johane 5:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 “Musashamiswa pane izvi, kuti nguva inouya yokuti vose vari mumakuva avo vachanzwa inzwi rake Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Musashamiswa naiɀoɀo; nokuti ŋguʋa inoʋuya, nayo ʋose ʋari mumabgiro ʋacanzwa inzwi rake, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 “Musashamiswa naizvozvo; nokuti nguva inouya, nayo vose vari mumabwiro vachanzwa izwi rake, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Musashamisike nezvizvi zvokuti nguva iri kuuya yokuti vose vari mumakuva vachanzwa izwi rake vagobudamo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona28 Musashamisike nezvizvi zvokuti nguva iri kuuya yokuti vose vari mumakuva vachanzwa izwi rake vagobudamo. Ver Capítulo |