La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 5:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Saka nokuda kwokuti Jesu akanga achiita zvinhu izvi nomusi weSabata, vaJudha vakamutambudza.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Saka ʋaJuda ʋakatambudza Jesu, nokuti wakaɀiita iɀoɀo nesaɓata.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Saka vaJudha vakatambudza Jesu, nokuti wakazviita izvozvo neSabata.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 Ndizvo zvakaita kuti vaJudha vaonese Jesu nhamo nokuti akaita zvinhu zvakadai nomusi weSabata.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 Ndizvo zvakaita kuti vaJudha vaonese Jesu nhamo nokuti akaita zvinhu zvakadai nomusi weSabata.

Ver Capítulo Copiar




Johane 5:16

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios