Johane 4:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Mukadzi muSamaria akati auya kuzochera mvura, Jesu akati kwaari, “Ndipewo mvura yokunwa?” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ɀino mumŋe mukadzi weSamaria akaȿika’po kuzocera mvura. Jesu akati kwaari: Ndipeiʋo, ndinwe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Zvino mumwe mukadzi weSamaria akasvikapo kuzochera mvura. Jesu akati kwaari, “Ndipeiwo, ndinwe.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pakauya mumwe mukadzi wechiSamaria? Ipapo kuzoteka mvura. Jesu akati kwaari, “Ndipewo mvura yokunwa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Pakauya mumwe mukadzi wechiSamaria? Ipapo kuzoteka mvura. Jesu akati kwaari, “Ndipewo mvura yokunwa.” Ver Capítulo |