Johane 4:48 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi48 Jesu akati kwaari, “Kana imi vanhu musina kuona zviratidzo nezvishamiso, hamungatongotendi.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)48 Ɀino Jesu akati kwaari: Kana musiŋgaʋoni ɀiratidzo neɀishamiso, hamuŋgatoŋgotendi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200248 Zvino Jesu akati kwaari, “Kana musingaoni zviratidzo nezvishamiso, hamungatongotendi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika48 Saizvozvo akati kwaari, “Kana musina kuona zviratidzo nezvishamiso hamutendi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona48 Saizvozvo akati kwaari, “Kana musina kuona zviratidzo nezvishamiso hamutendi.” Ver Capítulo |