Johane 3:33 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Munhu anohugamuchira, anopupura kuti Mwari ndowechokwadi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Uyo wakagamucira kupupura kwake, wakasimbisa kuti Mŋari ndowaɀokwaɗi. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200233 Uyo akagamuchira kupupura kwake, akasimbisa kuti Mwari ndowechokwadi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Munhu anogamuchira uchapupu hwake ihwohwo anotsinhira kuti, Mwari ari pachokwadi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona33 Munhu anogamuchira uchapupu hwake ihwohwo anotsinhira kuti, Mwari ari pachokwadi. Ver Capítulo |