La Biblia Online

- Anuncios -




Johane 3:17 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 Nokuti Mwari haana kutuma Mwanakomana wake panyika kuti atonge nyika, asi kuti nyika iponeswe kubudikidza naye.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Nokuti Mŋari haana‐kutumira Mŋanakomana wake panyika, kuti atoŋge nyika, asi kuti nyika iponeswe naye.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Nokuti Mwari haana kutumira Mwanakomana wake panyika, kuti atonge nyika, asi kuti nyika iponeswe naye.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Nokuti Mwari haana kutumira Mwanakomana wake pasi kuzopa pasi mhosva asi kuti pasi paponeswe naye.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Nokuti Mwari haana kutumira Mwanakomana wake pasi kuzopa pasi mhosva asi kuti pasi paponeswe naye.

Ver Capítulo Copiar




Johane 3:17

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios