Johane 3:12 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ndataura kwauri pamusoro pezvinhu zvapanyika uye hautendi; zvino ungatenda sei kana ndikataura pamusoro pezvinhu zvokudenga? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kana ndakakuʋudzai ɀinhu ɀenyika, mukasatenda, muŋgagotenda seiko, kana ndicikuʋudzai ɀinhu ɀokuɗeŋga? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200212 “Kana ndakakuudzai zvinhu zvenyika, mukasatenda, mungagotenda seiko, kana ndichikuudzai zvinhu zvokudenga? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Kana ndikakutaurira nezvepasi hamutendi mungatende sei kana ndikataura nezvokudenga. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona12 Kana ndikakutaurira nezvepasi hamutendi mungatende sei kana ndikataura nezvokudenga. Ver Capítulo |