Johane 3:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Jesu akati, “Iwe uri mudzidzisi wavaIsraeri, asi haunzwisisi zvinhu izvi? Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Jesu akapindura, akati kwaari: Iwe uri mudzidzisi waʋaIsraeri, haunzwisisi ɀinhu iɀoɀi here? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 Jesu akapindura, akati kwaari, “Iwe uri mudzidzisi wavaIsiraeri, haunzwisisi zvinhu izvozvi here? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Iwe uri mudzidzisi weIsiraeri kudai haunzwisisi zvinhu izvi sei? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Iwe uri mudzidzisi weIsiraeri kudai haunzwisisi zvinhu izvi sei? Ver Capítulo |